Mabasa Avapostori 17:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vakati vavashayiwa, vakakakatira Jasoni nedzimwe hama pamberi pavabati veguta, vachidanidzira vachiti, “Vanhu vaya vakauyisa kutambudzika panyika yose vasvikawo kuno zvino,

Mabasa Avapostori 17

Mabasa Avapostori 17:2-13