Mabasa Avapostori 16:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe waavo vakanga vakateerera aiva mudzimai ainzi Ridhia, aiva nebasa rokutengesa nguo dzomucheka wepepuru dzaibva kuguta reTiatira, ainamata Mwari. Ishe akazarura mwoyo wake kuti agamuchire mashoko aPauro.

Mabasa Avapostori 16

Mabasa Avapostori 16:11-21