Mabasa Avapostori 16:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati abhabhatidzwa iye neveimba yake, vakatikoka kumba kwake akati, “Kana muchiona kuti ndiri mutendi muna She, uyaiwo mugare kumba kwangu.” Uye akatikumbirisa tikatenda.

Mabasa Avapostori 16

Mabasa Avapostori 16:11-18