Mabasa Avapostori 16:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nomusi weSabata takabuda kunze kwesuo reguta kurwizi, kwataitarisira kuwana nzvimbo yokunyengetera. Takasvikogara pasi ndokubva tatanga kutaura kumadzimai akanga akaungana ipapo.

Mabasa Avapostori 16

Mabasa Avapostori 16:3-23