Mabasa Avapostori 15:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati vasvika kuJerusarema, vakagamuchirwa nekereke navapostori uye navakuru, vakarondedzera kwavari zvinhu zvose zvakanga zvaitwa naMwari kubudikidza navo.

Mabasa Avapostori 15

Mabasa Avapostori 15:1-5