Mabasa Avapostori 15:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vamwe vatendi vakanga vari vebato ravaFarisi vakasimuka vakati, “VaHedheni ava vanofanira kudzingiswa uye vanosungirwa kuti vateerere murayiro waMozisi.”

Mabasa Avapostori 15

Mabasa Avapostori 15:1-9