Mabasa Avapostori 15:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kereke yakavatuma parwendo rwavo, uye pavakafamba vachipinda nomuFonisia nomuSamaria, vakarondedzera kuti vaHedheni vainge vachitendeuka sei. Shoko iri rakafadza hama dzose zvikuru.

Mabasa Avapostori 15

Mabasa Avapostori 15:1-10