Mabasa Avapostori 15:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Izvi zvakasvitsa Pauro naBhanabhasi pakupesana kukuru uye nokukakavadzana navo. Saka Pauro naBhanabhasi vakasarudzwa kuti vaende kuJerusarema pamwe chete navamwe vatendi, kuti vandoona vapostori navakuru pamusoro peshoko iri.

Mabasa Avapostori 15

Mabasa Avapostori 15:1-11