Kuungudza Kwajeremia 2:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ishe akaramba aritari yake uye akasiya nzvimbo yake tsvene. Akaisa mumaoko omuvengi masvingo emizinda yake; vakaita ruzha mumba maJehovha sapazuva romutambo wakatarwa.

Kuungudza Kwajeremia 2

Kuungudza Kwajeremia 2:1-17