Kuungudza Kwajeremia 2:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akafunga kuparadza rusvingo rwakakomberedza Mwanasikana weZioni. Akatambanudza rwodzi rwokuyera uye haana kudzosa ruoko rwake pakuparadza. Akaita kuti mirwi namasvingo zviungudze; zvose zvakaparara pamwe chete.

Kuungudza Kwajeremia 2

Kuungudza Kwajeremia 2:1-18