Kuungudza Kwajeremia 2:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaparadza ugaro hwake sebindu; akaparadza nzvimbo yake yokusanganira Jehovha akaita kuti Zioni rikanganwe mitambo yaro yakatarwa namaSabata aro; mukutsamwa kwake kunotyisa, akaramba vose mambo nomuprista.

Kuungudza Kwajeremia 2

Kuungudza Kwajeremia 2:1-8