Kuungudza Kwajeremia 2:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Majaya navatana vavata pamwe chete muguruva romunzira; majaya angu navarandakadzi vangu vaurayiwa nomunondo. Makavauraya pazuva rokutsamwa kwenyu; makavabaya musina tsitsi.

Kuungudza Kwajeremia 2

Kuungudza Kwajeremia 2:15-22