Kuungudza Kwajeremia 2:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Tarirai, imi Jehovha, murangarire kuti: Ndiani wamakamboitira zvakadai? Ko, vakadzi vanofanira kudya vana vavo, ivo vana vavakarera here? Ko, vaprista navaprofita vangaurayirwa munzvimbo tsvene yaShe here?

Kuungudza Kwajeremia 2

Kuungudza Kwajeremia 2:11-22