Kuungudza Kwajeremia 2:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Sokukokera kwamunoita zuva romutambo, saizvozvo makandikokera kutyisa kumativi ose. Pazuva rokutsamwa kwaJehovha hakuna akapunyuka kana kurarama; vaya vandakachengeta nokurera, vakaparadzwa navavengi vangu.”

Kuungudza Kwajeremia 2

Kuungudza Kwajeremia 2:19-22