Kuungudza Kwajeremia 1:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Akatuma moto kubva kumusoro-soro, akautumira mumapfupa angu. Akateya makumbo angu nomumbure uye akandidzosera shure. Akandisiya ndisina chinhu, ndikapera simba zuva rose.

Kuungudza Kwajeremia 1

Kuungudza Kwajeremia 1:10-16