Kuungudza Kwajeremia 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Hamuna hanya here, imi mose munopfuura? Tarirai pose pose muone. Pano kutambudzika sokutambudzika kwangu here, kwakaiswa pamusoro pangu, kwakauyiswa naJehovha pamusoro pangu pazuva rokutsamwa kwake kunotyisa?

Kuungudza Kwajeremia 1

Kuungudza Kwajeremia 1:5-14