Kuungudza Kwajeremia 1:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu varo vose vanogomera pavanotsvaka chingwa; vanotsinhanisa pfuma yavo nezvokudya kuti vazviraramise. “Tarirai, imi Jehovha, uye murangarire, nokuti ndava akazvidzwa.

Kuungudza Kwajeremia 1

Kuungudza Kwajeremia 1:9-21