Kuungudza Kwajeremia 1:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvivi zvangu zvasungwa zvikaitwa joko; namaoko ake zvakarukirwa pamwe chete, zvauya pamutsipa wangu uye Ishe apedza simba rangu. Akandiisa mumaoko avanhu vandisingagoni kukunda.

Kuungudza Kwajeremia 1

Kuungudza Kwajeremia 1:8-22