Joshua 23:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi sezvo zvakanaka zvose zvakavimbiswa naJehovha Mwari wenyu zvakaitika, saizvozvo Jehovha achauyisa pamusoro penyu zvakaipa zvose zvaakareva kusvikira akuparadzai panyika iyi yakanaka, yaakakupai.

Joshua 23

Joshua 23:14-16