Joshua 23:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvino ini ndava kuenda nenzira yenyika yose. Imi munoziva mumwoyo yenyu yose nomumweya yenyu yose, kuti hapana chinhu chimwe pazvose zvakanaka zvakavimbiswa naJehovha Mwari wenyu chakakona.

Joshua 23

Joshua 23:6-16