Joshua 23:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana mukaputsa sungano yaJehovha Mwari wenyu, yaakakurayirai, mukandoshumira vamwe vamwari uye mukavapfugamira kutsamwa kwaJehovha kuchakumukirai, mukakurumidza kuparara panyika yakanaka yaakakupai.”

Joshua 23

Joshua 23:9-16