Joshua 21:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino vakuru vedzimba dzamadzibaba avaRevhi vakaenda kumuprista Ereazari, nokuna Joshua mwanakomana waNuni, nokuvakuru vedzimba dzamadzibaba amarudzi avana vaIsraeri.

Joshua 21

Joshua 21:1-2