Joshua 20:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

MuIsraeri upi zvake kana mutorwa aigona kutizira hake kumaguta akatsaurwa uye aisazourayiwa nomutsivi weropa asati ambomiswa pamberi peungano.

Joshua 20

Joshua 20:2-9