Joshua 21:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

PaShiro panyika yeKenani vakati kwavari, “Jehovha akarayira kubudikidza naMozisi kuti utipe maguta atingagara namafuro emombe dzedu.”

Joshua 21

Joshua 21:1-10