Joshua 20:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye anofanira kugara muguta iroro kusvikira amira pamberi peungano uyezve kusvikira muprista ari kushumira panguva iyoyo afa. Ipapo angazodzokera kumusha kwake kwaakanga atiza.”

Joshua 20

Joshua 20:1-9