Joshua 20:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vakatsaura Kedheshi muGarirea munyika yamakomo yaNafutari, neShekemu munyika yamakomo yaEfuremu, neKiriati Abha (iyo Hebhuroni) munyika yamakomo yaJudha.

Joshua 20

Joshua 20:6-9