Joshua 20:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo kana mutsivi weropa akamutevera, havafaniri kutendera muurayi kuti amubate nokuti akauraya wokwake asingaiti namaune uye asinazve kumuvenga kubva kare.

Joshua 20

Joshua 20:3-9