Joshua 2:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mukadzi uyu akanga atora varume vaviri vaya akavavanza. Iye ndokuti, “Ichokwadi, varume ava, vakauya kwandiri, asi handina kuziva kuti vakanga vabvepi.

Joshua 2

Joshua 2:1-6