Joshua 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo mambo weJeriko akatumira shoko kuna Rahabhi achiti, “Budisa varume vauya kwauri vakapinda mumba mako, nokuti vauya kuzoshora nyika yose.”

Joshua 2

Joshua 2:1-5