Joshua 2:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino kwati zvarara yava nguva yokupfiga suo reguta, varume ava vakaenda. Handizivi kuti vakaenda vakanangepi. Vateverei nokukurumidza, pamwe mungangovabata.”

Joshua 2

Joshua 2:3-8