Joshua 18:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ungano yose yavaIsraeri yakaungana paShiro vakadzikapo Tende Rokusangana. Nyika yakanga yava pasi pavo,

2. Asi kwakanga kwasara marudzi manomwe avaIsraeri akanga asati agoverwa nhaka yawo.

Joshua 18