Joshua 19:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugove wechipiri wakapiwa kuna Simeoni, imba neimba. Nhaka yavo yakanga iri pakati penyika yavaJudha.

Joshua 19

Joshua 19:1-8