Joshua 18:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ungano yose yavaIsraeri yakaungana paShiro vakadzikapo Tende Rokusangana. Nyika yakanga yava pasi pavo,

Joshua 18

Joshua 18:1-7