Joshua 17:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vaJosefa vakati kuna Joshua, “Makatipireiko mugove mumwe chete nechikamu chimwe chete kuti ive nhaka yedu? Tiri vanhu vazhinji uye Jehovha akatiropafadza zvikuru.”

Joshua 17

Joshua 17:11-18