Joshua 17:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro hazvo, vaIsraeri vakati vava nesimba, vakaisa vaKenani pasi pavo ndokuvashandisa chibharo, asi havana kuvadzinga zvachose.

Joshua 17

Joshua 17:6-18