Joshua 17:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Joshua akapindura achiti, “Kana muri vanhu vazhinji, uye kana nyika yezvikomo yaEfuremu iri diki chaizvo kwamuri, endai kudondo munozvitemera nzvimbo ikoko kunyika yavaPerizi neyavaRefaiti.”

Joshua 17

Joshua 17:10-18