Jona 3:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nhau idzi padzakasvika kuna mambo weNinevhe, akasimuka kubva pachigaro chake, akabvisa nguo dzake dzoumambo, akazvifukidza namasaga akagara mumadota.

Jona 3

Jona 3:1-8