Jona 3:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akazivisa chirevo muNinevhe, achiti, “Chirevo chamambo namachinda ake: Musarega munhu kana mhuka, chipfuwo kana gwai, zvichiravira chinhu; musazvirega zvichidya kana kunwa.

Jona 3

Jona 3:6-10