Jona 3:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu veNinevhe vakatenda kuna Mwari. Vakatara nguva yokutsanya, uye vose zvavo, kubva kumukuru mukuru kusvikira kumuduku duku vakapfeka masaga.

Jona 3

Jona 3:1-10