Johani 9:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vamwe vaFarisi vakati, “Munhu uyu haabvi kuna Mwari, nokuti haachengeti Sabata.”Asi vamwe vakati, “Ko, mutadzi angaita zviratidzo zvakadai seiko?” Nokudaro vakabva vapesana.

Johani 9

Johani 9:11-22