Johani 9:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakupedzisira vakadzokerazve kumunhu uya akaberekwa ari bofu vakati, “Ko, iwe unoti kudini naye, sezvo akasvinudza meso ako.” Murume uya akapindura akati, “Muprofita.”

Johani 9

Johani 9:15-25