Johani 9:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo vaFarisi vakamubvunzawo kuti akasvinudzwa sei. Murume uya akapindura akati, “Aisa dope pameso angu uye ndikandoshamba, zvino ndava kuona.”

Johani 9

Johani 9:12-20