Johani 9:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Akati achifamba, akaona murume akanga aberekwa ari bofu.

2. Vadzidzi vake vakamubvunza vakati, “Rabhi, ndianiko akatadza, murume uyu kana kuti vabereki vake, zvaakaberekwa ari bofu?”

Johani 9