Johani 10:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndinokuudzai chokwadi kuti munhu asingapindi mudanga ramakwai napamukova, asi anokwira kuti apinde naparutivi, imbavha uye igororo.

Johani 10

Johani 10:1-8