Johani 9:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vadzidzi vake vakamubvunza vakati, “Rabhi, ndianiko akatadza, murume uyu kana kuti vabereki vake, zvaakaberekwa ari bofu?”

Johani 9

Johani 9:1-5