Johani 7:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaFarisi vakanzwa vanhu vazhinji vachiita zevezeve rezvinhu zvakadai pamusoro pake. Ipapo vaprista vakuru navaFarisi vakatuma varindi vomutemberi kuti vandomusunga.

Johani 7

Johani 7:23-39