Johani 7:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati kwavari, “Ndinongova nemi kwechinguva chiduku, uye ipapo ndichazoenda kuna iye akandituma.

Johani 7

Johani 7:24-34