Johani 7:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro, vazhinji pakati pavanhu vakatenda kwaari. Vakati, “Kristu paanouya, achaita zviratidzo zvizhinji kupfuura murume uyu here?”

Johani 7

Johani 7:25-35