Johani 7:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uyo anotaura zvake anoita izvozvo kuti azviwanire kukudzwa, asi uyo anoshandira kukudzwa kwaiye akamutuma ndiye munhu wechokwadi; hapana zvokunyengera paari.

Johani 7

Johani 7:8-20