Johani 7:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana munhu akasarudza kuita kuda kwaMwari, achazoona kuti kudzidzisa kwangu kunobva kuna Mwari kana kuti ndinongotaura ndoga.

Johani 7

Johani 7:12-26